ZumbuFrom Wikipedia, the free encyclopedia Zumbu (fowl run) imba yakavakirwa kuchengeta huku, madhadha, magusi kana dzimwewo shiri dzakapfuyiwa dzinogara pamusha. Chitata kana chikwere (House for poultry) apa kureva zumbu rehuku.
Zumbu (fowl run) imba yakavakirwa kuchengeta huku, madhadha, magusi kana dzimwewo shiri dzakapfuyiwa dzinogara pamusha. Chitata kana chikwere (House for poultry) apa kureva zumbu rehuku.