Chipfambi
From Wikipedia, the free encyclopedia
Chipfambi (Prostitution in English) zvinoreva tsika yokunge vanhu vachibhadharwa mari kuti vararwe navo pabonde. Tsika iyi ine vanhu vanobhadharwa vari mahure kana pfambi dzechikadzi asi mune dzimwe nzvimbo kunonzi kune pfambi dzechirume.
Nekumwe kutaura kunonzi kupfeva, kufeva kana kuhura (to live as a prostitute or harlot).
Kana munhu asingq garisike panhu 1
Kunonzi vamwe vanopinzwa muchipfambi sevaranda kune dzimwe nyika. Vamwewo vanopinda senzira yokutsvaka nayo mari yekurarama vamwe vachipinda nekuda kutsvaka mari yokutenga zvinodhaka.